Our Story with Tshila: Traditional methods of dealing with children who have spiritual gifts

Loading player...
Chii chino taridza kuti mwana mudiki ane vakuru vari paari? Kana mwana aine matare, chii chinofanira kuitwa? Matare aya ano tambanudzwa nenzira dzipi uye zvichi tungamirwa nani? Zvakare tichitarisa mararamiro atava kuita mazuva ano ekuti vana vanoenda kuChikoro. Nekuita zvimwe zvaka siyana siyana zvezera ravo. Join Tshila, Mbuya Muchadura and Eunice Kapandura this week as he discusses traditional methods of dealing with children who have spiritual gifts. Catch Our Story with Tshila every Monday at 20:30pm only on ZiFM Stereo
4 Dec 2023 1PM English South Africa News · Health & Fitness

Other recent episodes

Legal Matters with Tsitsi Chiyangwa: Public Participation in Politics

On this episode of Legal Matters Tsitsi Chiyangwa discusses the topic of Public Participation in Politics. She chats with Zimbabwe Lawyers for Human Rights Programmes Projects Lawyer Agnes Muzondo. Join us weekly for all legal debates and discussions every Monday at 19:05pm only on ZiFM Stereo.
11 May 1PM 26 min